Duramazwi · zita
muura
colon
Duramazwi · zita
colon
Muchakata.
Muchakata.
Manzvinzvi chikafu chisina kupera kuzeyiwa, chinowanikwa muura hwemhuka yaurayiwa.
Duramazwi
01 / 03muururo
Muururo isimbi yakatesvera mberi, inopiswa yobooreswa zvinhu zvakaita semipinyi yemapadza kana matemo.
VerengaSwipe for the next word