Duramazwi · zita
Zvinoreva
Muchakata.
1
Muchakata.
Muhacha une gutukutu rinobuda munguva dzechirimo.
Gondo rakati zivhaa kumhara mumuhacha x.
Mangwanani ese vanga vakati tsikitsiki vari pandima iya yepamuhacha.
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03muhan'acha
Muhan'acha muti unokura zviri pakati nepakati une hunde yakanyorovera, uye unobereka muchero wakatenderera unosviba kana waibva.
VerengaSwipe for the next word