Duramazwi · zita
muhari
vase
Duramazwi · zita
vase
Muhari inzvimbo yemujinga mebani inovigwa vana vacheche.
Muhari inzvimbo yemujinga mebani inovigwa vana vacheche.
Ambuya vakashozhonodza shozhonodza hari kuitira kuti vanyatsoona usavi hwaiva muhari.
Mvura yaiita dhudhumira paiviriswa muhari.
Mbuya vakati svimunyu sa muhari.
Duramazwi
01 / 03muhati
Muhati muti wakaomarara chaizvo une minzwa yakasimba, unowanikwa munzvimbo dzinonaya mvura yakawanda.
VerengaSwipe for the next word