KwaunobvaDuramazwiMmuhatura

Duramazwi · zita

muhatura

Zvinoreva

Muhatura rudzi rwemuti unoita minzwa yakawanda chaizvo inenge yakabatana.

1

Muhatura rudzi rwemuti unoita minzwa yakawanda chaizvo inenge yakabatana.

Muhatura rudzi rwemuti unoita minzwa yakawanda chaizvo inenge yakabatana.

2

Mudiwadiwa.

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

muhedheni

Pachitendero chechiKristu, munhu anonzi muhedheni ndeanenge ari mutadzi, asingatenderi kuna Mwari uye zvichitarisirwa kuti haazotambirwi kudenga kana afa.

Verenga

Swipe for the next word