KwaunobvaDuramazwiMmuhedheni

Duramazwi · zita

muhedheni

Zvinoreva

Pachitendero chechiKristu, munhu anonzi muhedheni ndeanenge ari mutadzi, asingatenderi kuna Mwari uye zvichitarisirwa kuti haazotambirwi kudenga kana afa.

1

Panhoroondo dzechiKristu, munhu ainzi muhedheni munhu ainge asiri werudzi rwevanhu velziraire.

2

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

muhengo

Muhengo muunganidzwa wezvinhu zvinenge zvabva kuvanhu kana kuti kunzvimbo dzakasiyana-siyana.

Verenga

Swipe for the next word