KwaunobvaDuramazwiMmuhati

Duramazwi · zita

muhati

rwitimukudzitimumhingwe

Zvinoreva

Muhati muti wakaomarara chaizvo une minzwa yakasimba, unowanikwa munzvimbo dzinonaya mvura yakawanda.

1

Zvakafanana

rwiti · mukudziti · mumhingwe

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

muhatsu

Muhatsu kakwenzi kanogara kakasvibira chaizvo, kanoreba kusvika mamita mana kachiita maruva machena, kanogona kusimwa pamusha samaruva.

Verenga

Swipe for the next word