KwaunobvaDuramazwiMmuhan'acha

Duramazwi · zita

muhan'acha

muhumbukumbumumbumbu

Zvinoreva

Muhan'acha muti unokura zviri pakati nepakati une hunde yakanyorovera, uye unobereka muchero wakatenderera unosviba kana waibva.

1

Zvakafanana

muhumbukumbu · mumbumbu

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

muhara

Muhara muti une mashizha makuru nemakwande anotsvedzerera uye unoyevedza paunenge woita maruva kana kubereka.

Verenga

Swipe for the next word