KwaunobvaDuramazwiMmuhubva

1

Muchero mutema unoberekwa nemuti unonzi muhubva unodyiwa navanhu nemakava.

2

Muhubva muti unopfumvutira chaizvo unoita maruva akatsvukuruka nokubereka vana vanodyiwa, uye unowanikwa munzvimbo dzine miti neuswa hwakawanda.

Zvine chekuita

mutsubvu

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

muhuku

Muhuku muti unopfumvutira zvikuru, une hunde ine tumakomba, unoita maruva machena uye unowanikwa munzvimbo dzine uswa nemiti yakawanda.

Verenga

Swipe for the next word