KwaunobvaDuramazwiMmuhumi

Duramazwi · zita

muhumi

mutamba muzhinyumuzhinyu

Zvinoreva

Muhumi muti une minzwa unoita maruva egirini uye unobereka muchero wegirini unodyiwa zvemukati.

1

Zvakafanana

mutamba muzhinyu · muzhinyu

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

muhute

Muhute muti unomera mubani kana muzvikova, unobereka vana vanosviba kana vaibva uye vanowanzoibva nguva yokurima.

Verenga

Swipe for the next word