Duramazwi · zita
Zvinoreva
Mutamba muti unokura zviri pakati nepakati, une hunde yakacheneruka uye tuminzwa tudiki, unobereka vana vakatenderera nekuomarara kunze, vanoita yero kana vaibva.
1
Mutamba muti unokura zviri pakati nepakati, une hunde yakacheneruka uye tuminzwa tudiki, unobereka vana vakatenderera nekuomarara kunze, vanoita yero kana vaibva.
Ainzwa kuti akangomuziva chete munhu ave pachigaro chake aida kumutamba rough isingaite kana zvanyanyoshupa kutomuuraya.
Uyu muchero wakatenderera unoberekwa nomuti wakaita somutamba uye unotsvuka mukati kana waibva.
Rudzi rwemutamba unobereka matamba anodyiwa anonzi maumi.
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03mutambanevhu
Uyu munhu anoziva zvokurima chaizvo.
VerengaSwipe for the next word