Duramazwi02 / 03mutambaMutamba muti unokura zviri pakati nepakati, une hunde yakacheneruka uye tuminzwa tudiki, unobereka vana vakatenderera nekuomarara kunze, vanoita yero kana vaibva.Verenga→