KwaunobvaDuramazwiMmutakura

Duramazwi · zita

mutakura

curry

Zvinoreva

Mutakura kudya kunobikwa nezvirimwa zvakaoma, zvakaita sechibage, nyimo kana nzungu.

1

Mutakura kudya kunobikwa nezvirimwa zvakaoma, zvakaita sechibage, nyimo kana nzungu.

Hakuna chembwa tenzi vararira mutakura.

Takati hari dzedu dzemanhanga, chibage, nzungu, nyimo, nyemba, mutakura nenyama dhege pamoto tichimirira goredzva.

Nyimo rudzi rwembeu yakatenderera, inobikisa mutakura, kana kukangwa ichidyiwa.

Zvakafanana

nhakura

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

mutakurabere

Musengabere.

Verenga

Swipe for the next word