Duramazwi · zita
Zvinoreva
Mutsubvu muti unobereka michero ine mhodzi huru yakaomarara, inoti kana yaibva inenge iri mitema ganda zvose nemukati, uye inoti kana ukaidya inosvibisa mukanwa.
1
Mutsubvu muti unobereka michero ine mhodzi huru yakaomarara, inoti kana yaibva inenge iri mitema ganda zvose nemukati, uye inoti kana ukaidya inosvibisa mukanwa.
Kure kwegava ndiko kusina mutsubvu.
Kure kwegava ndokusina mutsubvu.
Zvakafanana
mudyagava · chikumbai · chikubai · mutsere · chikubvise · futumba · mubonya · chikubvusike
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03mutsunda
awl
VerengaSwipe for the next word