Duramazwi · zita
mutsunda
awl
Duramazwi · zita
awl
Mutsunda zitsono rinoshandiswa pamabasa akaita sekusona bhutsu, mabhegi nemasaga kana kuboora zvikumba.

nyudzo · runzvi
Duramazwi
01 / 03mutsunga
Mutsunga idoro rematanda rinenge rava nenguva refu ravambwa uye rava pedo nokudirwa.
VerengaSwipe for the next word