KwaunobvaDuramazwiMmwengeshuka

Duramazwi

mwengeshuka

Zvinoreva

Kumwengeshuka kutsemuka nokuputsika kuita zvidimbu zvidiki, sezvingaita hari isina kutsva kana yaiswa mumvura.

1

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

mwengeshura

Kumwengeshura kuputsa chinhu chakaita sehari chi-chiita zvidimbu zvidikidiki.

Verenga

Swipe for the next word