KwaunobvaDuramazwiMmwenga

Duramazwi · zita

mwenga

bride

Zvinoreva

Mwenga munhukadzi anenge achiroorwa, kuchata kana kuti achangosvika mumusha maane-nge aroorwa.

1

Mwenga munhukadzi anenge achiroorwa, kuchata kana kuti achangosvika mumusha maane-nge aroorwa.

Ukuwo madzimai echiduku aigadzirira kuzogamuchira mwenga nenziyo nokutamba kukuru.

Kupemberera mwenga Kuroorwa kwaTsungai chiitiko chakafadza VaMusariri nemhuri yavo yose.

Ukuwo kwaMutsvenguri vanhu maziso aingova kunzira yekwaibva mwenga wavo.

Zvakafanana

mutimba

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

mwengeshuka

Kumwengeshuka kutsemuka nokuputsika kuita zvidimbu zvidiki, sezvingaita hari isina kutsva kana yaiswa mumvura.

Verenga

Swipe for the next word