KwaunobvaDuramazwiTtungamirira

Duramazwi

tungamirira

guide

Zvinoreva

Kutungamira.

1

Kutungamira.

Kazhinji mhuri yemurume ndiyo inotungamirira hurongwa uhu zvikuru pagadziriro rezuva guru iri.

Zvinoburitsa pachena kuti pasichigare kwaisava nevatungamiriri asi kuti vanhu vaizvitungamirira pachavo.

Hwezveri munhu anotungamirira vamwe mune zvakaipa zvinozovapinza mumatambudziko.

Mamwe mazwi ane T

T

Duramazwi

01 / 03

tunge

Kuti tunge kubatidza moto nemechisa kana nezvimwewo pachibva pangobuda murazvu.

Verenga

Swipe for the next word