Duramazwi
Zvinoreva
Kana munhu ati verere anenge abva panzvimbo chinyararire, asina kuoneka uye pasina amuona achienda.
1

Kuti verere kupinda mumba kana pamwe panhu zvinyoro nyoro usingaiti ruzha.

Muverere muti unomera musango, mutetetete, unovavira, unowanzofarirwa nekamba.
2
Kuti verere kupinda mumba kana pamwe panhu zvinyoro nyoro usingaiti ruzha.
Mamwe mazwi ane V
VDuramazwi
01 / 03verevedza
smuggle
VerengaSwipe for the next word