KwaunobvaDuramazwiFfutsa

Duramazwi

futsa

-fuzha

Zvinoreva

Kufutidza.

Kufutsa kutora zvakawanda panguva imwe chete.

1

Kufutidza.

Kana zvipfukuto zvichipfutsa mbeswa dziri mudura, dzinenge dzichidyiwa kusara dzava namaburi.

Kupfutsa kufuridza moto wanga wodzima kuti pave nerimi remoto.

Kupfutsa kuonesa mumwe munhu nhamo, sezvinoita mukadzi asati achada murume kana murume ane-nge asisadi mukadzi.

2

Zvakafanana

-fuzha

Mamwe mazwi ane F

F

Duramazwi

01 / 03

futseke

Izwi rinonyadzisa rinoshandiswa kutyisidzira kana kudzinga munhu nenzira yehusvinu (offensive/get away).

Verenga

Swipe for the next word