KwaunobvaDuramazwiVvetera

Duramazwi

vetera

Zvinoreva

Kuvetera kuisa chigamba pamudziyo wakabooka kuti usavhinze.

1

Kuvetera kuisa chigamba pamudziyo wakabooka kuti usavhinze.

Kana jira richinwa mvura rinenge richisvetera mvura mariri, sezviya zvinoita majuzi.

Kana uchisvetera unenge uchinwa muto, kuti ukwanise kudya sadza.

Kana uchitsvetera unenge uchifadza kana kunyengetedza mumwe munhu kuti akupe kana kukuitira chaunoda.

Mamwe mazwi ane V

V

Duramazwi

01 / 03

vetsa

Kudzvanyirira nenzira yehusvinu panyama.

Verenga

Swipe for the next word