KwaunobvaDuramazwiNNyamavhuvhu

Duramazwi · zita

Nyamavhuvhu

august · August

Agasiti laRuwanzamatare

Zvinoreva

Nyamavhuvhu mwedzi wechisere wegore, inova ndiyo nguva inovhuvhuta mhepo yakawanda inosimudza huruva.

1

Iri isora rakasvibira, rinowanzotanga kutumbuka muna Nyamavhuvhu.

Nyamavhuvhu mwedzi wechisere wegore, inova ndiyo nguva inovhuvhuta mhepo yakawanda inosimudza huruva.

Izvi ndizvo zvinoita kuti zororo raNyamavhuvhu rigare riine mukurumbira.

Zvakafanana

Agasiti la · Ruwanzamatare

Mamwe mazwi ane N

N

Swipe for the next word