KwaunobvaDuramazwiNnjonda

Zvinoreva

Njonda munhu ane mari yakawanda kana kuti munhu akabudirira.

1

Njonda munhu ane mari yakawanda kana kuti munhu akabudirira.

Njonda munhu ane mari yakawanda kana kuti munhu akabudirira.

Ngamura munhu mukurumukuru, akabudirira, anoyemurwa noruzhinji nezvaari uye nezvaanazvo. Ngamura munhu muhombe kupfuura njonda.

Zvakafanana

chinoto · mbozha · ngamba · chigwiri

Zvine chekuita

ngamura

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

njongomani

Njongomani munhu kana mhuka yakareba.

Verenga

Swipe for the next word