Duramazwi
Zvinoreva
Kunjonjera kuisa masanzu akaoma padanga, ruzhowa kana imwewo nzvimbo inoda kuchengetedzwa kuti isakanganiswa nezvipfuwo.
1

Mamwe mazwi ane N
NDuramazwi
01 / 03njore
Kuti njore kutora chinhu changa chiri pasi nekukurumidza.
VerengaSwipe for the next word