KwaunobvaDuramazwiMmufuku

Duramazwi · zita

mufuku

Zvinoreva

Mufuku igomba rinocherwa mujecha kuti vanhu vawane mvura yokumwa mujinga merwizi kana kuti rwizi rwuchinge rwaoma.

1

Kana mvura ichisinira inenge ichibuda zvishoma nezvishoma kubva pasi, sezvinoita yemumufuku.

Kuchapudza kukupa mvura nemaoko sezvinowanzoitwa pamufuku.

Zvakafanana

fuku

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

mufukusi

Mufukusi muti unowanikwa munzvimbo dzine uswa nesora rakawanda, unoita maruva egirini uchibereka vana vakaita vatema vanodyiwa.

Verenga

Swipe for the next word