KwaunobvaDuramazwiMmurairidzi

Zvinoreva

Uyu munhu anenge achidzidzisa vamwe pamusoro pezvinhu zvakasiyana-siyana, riri iro basa rake.

1

Uyu munhu anenge achidzidzisa vamwe pamusoro pezvinhu zvakasiyana-siyana, riri iro basa rake.

Unosungirwa kuzonoona murairidzi wako kana wapedza kuverenga chikamu chino.

Usakanganwa kundoona murairidzi wako uye tinoda kuti udzokere pese pausina kunzwisisa kusvikira wanzwisisisa.

Usazokanganwa kupota uchiona murairidzi wako kuti akubatsire paunenge usina kunzwisisa uye kumutaridzavo basa rako.

Zvakafanana

mudzidzisi · mufundisi · mudzisisi

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

murairo

Murairo ndezvese zvinenge zvichitarisirwa munhu kuti aite asingavhiringani navamwe. Pano pamba vana vanoziva kuti murairo wangu unoti vaenzi vanobvunzwa mufaro.

Verenga

Swipe for the next word