Duramazwi · zita
Muparidzi
ecclesiastes · preacher · publisher
Duramazwi · zita
ecclesiastes · preacher · publisher
Muparidzi munhu anotaura nekudzidzisa shoko raMwari kuvanhu mudzichechi kana mudzimwewo nzvimbo dzinounganwa.

Kana vatendi vachiti hameni vanenge vachiratidza kugutsikana nezviri kuparidzwa, uye vachikurudzira muparidzi kuti aenderere mberi.
muchumairi
Duramazwi
01 / 03mupariki
Mupariki murume anenge aine vakadzi vaviri kana kupfuura.
VerengaSwipe for the next word