Duramazwi · zita
Zvinoreva
Muparingo igodo kana chimwewo chinhu chakapafamara chinoshandiswa pakukurungudira zviumbwa zvakaita sehari.
1

Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03muparu
Muparu mucheka waishandiswa kare kubata mazamu.
VerengaSwipe for the next word