KwaunobvaDuramazwiRrabanura

Duramazwi

rabanura

Zvinoreva

Kana uchirabanura shinda, unenge uchiimononora payakapomberwa.

1

Kana munhu achirabanura mashoko anenge achiwanza mazwi, kazhinji nyaya yacho isingambonyatsoonekwa kuti iri papi.

2

Mamwe mazwi ane R

R

Duramazwi

01 / 03

rabaraba

kana rinhu rakaita rabaraba rinenge rakareba.

Verenga

Swipe for the next word