KwaunobvaDuramazwiRrabanuka

Duramazwi

rabanuka

Zvinoreva

Kana nyoka ichirabanuka inenge ichimononoka, ichitasanuka zvinoonesa urefu hwayo.

1

Mamwe mazwi ane R

R

Duramazwi

01 / 03

rabanura

Kana uchirabanura shinda, unenge uchiimononora payakapomberwa.

Verenga

Swipe for the next word