KwaunobvaDuramazwiPpfudza [-fudza]

Duramazwi

pfudza [-fudza]

Zvinoreva

Kubvisa kana kudzima.

1

Kubvisa kana kudzima.

2

Kupfudza kubvisa zvose zvanga zviri panhu kusara pasisina chichaoneka.

Ndiani apfudza dutu rese remhunga ranga riri pano.

3

Kana uchipfudza pakanyorwa unenge uchishandisa rabha kana zvimwe zvinodzima, kubvisa zvanga zvakanyorwa.

4

Kupfudza rudo rwevanhu kuita zvinhu zvinoita kuti varambane uye vavengane.

Mamwe mazwi ane P

P

Duramazwi

01 / 03

pfudza [pfudzo]

Pfudza ruvengo nemakakatanwa anouya pakati pevanhu, nekuda kwekuti pane chinenge chaita kuti vasawirirana, zvikuru shanje.

Verenga

Swipe for the next word