KwaunobvaDuramazwiKkuya

Duramazwi

kuya

refine

-bvokora

Zvinoreva

Kukuya kushandisa huyo paguyo kuita kuti zvaunenge uchigaya zvitsetseke.

Kupfuya.

1

Kukuya kushandisa huyo paguyo kuita kuti zvaunenge uchigaya zvitsetseke.

Kare muroora achiperekwa, aitarisirwa kuti anosvika kumba kwavamwene achikuya zviyo zvekubikisa sadza.

Takasvika tichiwana vasikana varipo tichibva takufamba tichienda kuya kwayaive yapinda.

2

Kukuya kuuraya zvinhu zvose pachisara pasina kana chinorarama.

Gora rakapinda muchirugu rikakuya huku dzose.

3

Kupfuya.

Takasvika tichiwana vasikana varipo tichibva takufamba tichienda kuya kwayaive yapinda.

Vakaenda neni vachibva vanondiratidza mekugezera ndokubva ndazoenda kuroom kwangu kuya kunochinja.

Zuro ndizuro uya taive taiona kusport kwedu kuya naLennon.

Zvakafanana

-bvokora

Mamwe mazwi ane K

K

Swipe for the next word