KwaunobvaDuramazwiTtsvaira

Duramazwi · chiito

tsvaira

cleanup · sweep

Zvinoreva

Kubvisa marara.

1

Kubvisa marara.

Akatanga kutsvaira tsvina dzemakore dzaive mumba mamaitakue.

Ndakatsvaira ndokupedza ndichibva ndatora mop ndokukorobha.

Chiregai ndichitanga kutsvaira vanhu vasati vauya kumunamato wemangwanani.

2

Kana uchitsvaira unenge uchibvisa marara panzvimbo nemutsvairo kana bhurumu.

3

Kutsvaira kuita chinhu uchipedzeredza.

4

Kusesera.

5

Kana mutambi webhora akatsvaira vamwe anenge agona kuvanzvengesa vose.

Mamwe mazwi ane T

T

Duramazwi

01 / 03

tsvaira danga

Kana munhu achinzi akatsvaira danga anenge asisina zvipfuwo zvose zvaaisimbova nazvo.

Verenga

Swipe for the next word