Duramazwi
Zvinoreva
Kana munhu achinzi akatsvaira danga anenge asisina zvipfuwo zvose zvaaisimbova nazvo.
1
Kana munhu achinzi akatsvaira danga anenge asisina zvipfuwo zvose zvaaisimbova nazvo.
Baba vake vakanga vasingasevenzi saka vakatsvaira danga rose vachiitira kuti aenderere mberi nechikoro.
Mamwe mazwi ane T
TDuramazwi
01 / 03tsvaira dota
Kutsvaira dota kushanya kwekutanga kwemukwasha kwavatezvara vake mushure mekubvunzira.
VerengaSwipe for the next word