Duramazwi
Zvinoreva
Kutsvaira dota kushanya kwekutanga kwemukwasha kwavatezvara vake mushure mekubvunzira.
1
Kutsvaira dota kushanya kwekutanga kwemukwasha kwavatezvara vake mushure mekubvunzira.
Zita retsika iyi rinobvira pakuti paiitika tsika iyi mukwasha aifanira kuzofuma achitsvaira dota kudare ravatezvara makuseni.
Mamwe mazwi ane T
TDuramazwi
01 / 03tsvaira dzihwa nereza
Kana munhu achinzi ari kutsvaira dzihwa nereza anenge achiita zvinhu zvinozomupinza mumatambudziko makuru muupenyu.
VerengaSwipe for the next word