KwaunobvaDuramazwiTtsvaira dzihwa nereza

Duramazwi

tsvaira dzihwa nereza

Zvinoreva

Kana munhu achinzi ari kutsvaira dzihwa nereza anenge achiita zvinhu zvinozomupinza mumatambudziko makuru muupenyu.

1

Kana munhu achinzi ari kutsvaira dzihwa nereza anenge achiita zvinhu zvinozomupinza mumatambudziko makuru muupenyu.

Kudanana kwaari kuita nemukadzi waSamupindi ndiko kunonzi kutsvaira dzihwa nereza ikoko.

Muchaona!

Mamwe mazwi ane T

T

Duramazwi

01 / 03

tsvairo

Tsvairo ibundo rakasimba rinoshandiswa kubvisa marara pauriri mudzimba napazvivanze.

Verenga

Swipe for the next word