Duramazwi
Zvinoreva
Kuti kuwe kuwe kurira kweshiri inonzi kuwe.
1
Kuti kuwe kuwe kurira kweshiri inonzi kuwe.
Ukanzwa kuwe yorira ichiti kuwe kuwe, unobva waziva kuti pane chinhu chayaona musango.
Kuti kuwe kuwe kurira kweshiri inonzi kuwe.
Mamwe mazwi ane K
KDuramazwi
01 / 03kuwedzera
deepen
VerengaSwipe for the next word