Duramazwi
Zvinoreva
Kupfudzika.
1
Kupfudzika.
Pfudza zvose zvandanyora pabhodhi izvi.
Pfudza ruvengo nemakakatanwa anouya pakati pevanhu, nekuda kwekuti pane chinenge chaita kuti vasawirirana, zvikuru shanje.
Ndiani apfudza dutu rese remhunga ranga riri pano.
Mamwe mazwi ane P
PDuramazwi
01 / 03pfudza [-fudza]
Kubvisa kana kudzima.
VerengaSwipe for the next word