KwaunobvaDuramazwiDdzama

Duramazwi · zita

dzama

candid

dzika-rova

Zvinoreva

Dzama vanhu vananege vakaungana panzvimbo imwe vakawanda.

Kana munhu achitaura zvakadzama anenge achitaura mashoko ane uremu.

1

Tadiwa akaramba akamira achidzama dzama kuti opinda here or oknocker futi.

Dzama vanhu vananege vakaungana panzvimbo imwe vakawanda.

Dzama zvinhu zvakawanda zvinenge zvakabatwa muruoko.

2

3

Kana munhu achitaura zvakadzama anenge achitaura mashoko ane uremu.

Dzama vanhu vananege vakaungana panzvimbo imwe vakawanda.

Dzama zvinhu zvakawanda zvinenge zvakabatwa muruoko.

Semunyori nyatsofunga zvakadzama kuti unoda kunyora pamusoro pei uye nemhaka yei?

4

Kana chinhu chadzama chinenge chapera chisisaoneki sezvachaimboita munguva yapfuura. Mazuvano michero mizhinji yomusango yadzama semadora. Tsenza imbeu vadzama munzvimbo zhinji dzenyika.

Zvakafanana

dzika · -rova

Mamwe mazwi ane D

D

Swipe for the next word