KwaunobvaDuramazwiTtsama

Duramazwi · zita

tsama

plentiful

fungato

Zvinoreva

Tsama uwandu hwezvinhu zvinokwanisa kumbandikwa muchanza panguva imwe. Sekuru vakanokora _tsama_ mbiri _dzamaputi_ vava kuenda kumba kwavo.

1

Tsama zvinhu zvishoma zvaunenge uinazvo zvisinganyatsokwanira zvaunoda.

Kumaruzevhawo vanhu vane chitsama vave nematerezheni muZimbabwe.

2

Tsama zvinhu zvishoma zvaunenge uinazvo zvisinganyatsokwanira zvaunoda.

Zvakafanana

fungato

Mamwe mazwi ane T

T

Duramazwi

01 / 03

tsamaya

Kutsamaya kufamba uchienda kure asi achitarisira kudzoka.

Verenga

Swipe for the next word