KwaunobvaDuramazwiTtsamba

Duramazwi · zita

tsamba

correspondence · epistle · letter · mail · prologue

mwadhigwaro

Zvinoreva

Tsamba ipepa rinenge rakanyorwa mashoko, richibva kune mumwe richienda kune mumwe.

1

Tsamba ipepa rinenge rakanyorwa mashoko, richibva kune mumwe richienda kune mumwe.

Mapurisa ekuGweru akanyora tsamba pose pose nezvaTadiwa.

Kuoneka Kana wapedza kunyora tsamba yako unotarisirwa kuti uoneke shamwari yako iyi.

Nyora tsamba dzakawanda kusvikira zuva rebvunzo dzako dzekupera kwegore.

Zvakafanana

mwadhi · gwaro

Mamwe mazwi ane T

T

Duramazwi

01 / 03

tsambakodzi

Hari yekubikira sadza.

Verenga

Swipe for the next word