Duramazwi · zita
Zvinoreva
Hari yekubikira sadza.
1
Hari yekubikira sadza.
Hauzivi tsanga inokodza tsambakodzi.
Totenda yavira tsambakodzi yedemhe.
Mamwe mazwi ane T
TDuramazwi
01 / 03tsambarafuta
Urwu rudzi rwechibhururukwa chinobuda panotanga kunaya mvura, chinodyiwa, uye chine mafuta akawanda chaizvo.
VerengaSwipe for the next word