Duramazwi · zita
tsambarafuta
dendemafuta
Duramazwi · zita
Urwu rudzi rwechibhururukwa chinobuda panotanga kunaya mvura, chinodyiwa, uye chine mafuta akawanda chaizvo.
Urwu rudzi rwechibhururukwa chinobuda panotanga kunaya mvura, chinodyiwa, uye chine mafuta akawanda chaizvo.
Kutukunyuka kubuda pachuru kunoita ishwa kana tsambarafuta.
dendemafuta
Duramazwi
01 / 03tsambatsi
Tsambatsi muchero unowanikwa kunyanya mumapani, unotanga wakatsvukira asi wozoita ruvara rutema kana waibva.
VerengaSwipe for the next word