KwaunobvaDuramazwiDdungamidzana

Duramazwi

dungamidzana

Zvinoreva

Kana vanhu vaviri vakadungamidzana vanenge vachifamba vose, mumwe ari mberi, mumwe ari kumashure.

1

Kana vanhu vaviri vakadungamidzana vanenge vachifamba vose, mumwe ari mberi, mumwe ari kumashure.

Tadiwa akangotora beg rake kwave kudungamidzana namaimhofu vakananga kwabatakue.

Mhomho yevanhu yakadungamidzana ichipinda munhandare kunoona nhabvu.

Kana vanhu vaviri vakadungamidzana vanenge vachifamba vose, mumwe ari mberi, mumwe ari kumashure.

Mamwe mazwi ane D

D

Duramazwi

01 / 03

dungira

Kutsanangura mashoko nenzira yerubatsiro.

Verenga

Swipe for the next word