Duramazwi · zita
Zvinoreva
Kufofoma kushinyira kunoita mvura iri mupoto kana yava kuda kuvira.
Fofoma ruzha kana kuti mutinhiro wemvura yakawanda inenge ichierera.

Kufofoma kudonha kunoita mvura inoyerera ichindoita furo pazasi panzvimbo yakadzikira.

Mamwe mazwi ane F
FDuramazwi
01 / 03fofoongwe
Fofoongwe munhu akafuta chaizvo uye aine muviri muhombe.
VerengaSwipe for the next word