KwaunobvaDuramazwiFfodya

Duramazwi · zita

fodya

tobacco

Zvinoreva

Fodya imbesa inorimwa ichiita mashizha makuru, anozoomeswa nokutswanywa, ozopiswa achiputwa.

1

Fodya imbesa inorimwa ichiita mashizha makuru, anozoomeswa nokutswanywa, ozopiswa achiputwa.

Vamwe vanoputa fodya yemidzanga, vamwe yechikwepa, vamwewo yomumhino.

Ndikangorima fodya gore rekutanga ndobva ndavaka chitoro, kutenga ndichitengesa zvinhu zvandinonotora kunze.

Kana ndasiya basa ndichanorima fodya.

Mamwe mazwi ane F

F

Duramazwi

01 / 03

fofo

Fofo kabhokisi kemechisa kanenge kane mikwene yakatsvukuruka kumativi kwako, inokwenywa pakubatidza moto.

Verenga

Swipe for the next word