Duramazwi · zita
mapopopo
zhova
Duramazwi · zita
Mapopopo ndepanodonha mvura kubva pakakwirira ichiinda pakadzikira.
Mapopopo ndepanodonha mvura kubva pakakwirira ichiinda pakadzikira.
Mapopopo ndepanodonha mvura kubva pakakwirira ichiinda pakadzikira.
Kana mvura ichiita mafundo mafundo ine-nge ichitutuma sezvainoita pamapopopo, kana kuti ichivira pamoto.
Uku kurovana kunoita mvura yepamapopopo.
zhova
Duramazwi
01 / 03Maposa
Maposa izita rokurumbidza rinodaidzwa naro vanhukadzi vanoera Ngara Zimuto.
VerengaSwipe for the next word