Duramazwi · zita
mapoto
mukadzi wemapoto
Duramazwi · zita
Kana munhukadzi achinzi ndewemapoto anenge achigara nemurume asina kumubhadharira pfuma.
Kana munhukadzi achinzi ndewemapoto anenge achigara nemurume asina kumubhadharira pfuma.
Chimwe chakazonyanya kundishamisa kuiswa kwakaitwa zvinhu zvese zvama muguva kusanganisira mapoto chaiwo vachiti ivo havamade.
Ndiani ari kugwedemudza mapoto mumba umo.
Kana mukadzi achibika mapoto anenge achigara nemurume asina kumuroora.
mukadzi wemapoto
Duramazwi
01 / 03mapumhangozi
Kana munhu achinzi ndimapumhangozi anenge akashinga chaizvo, achiita zvinotyiwa nevamwe.
VerengaSwipe for the next word