Duramazwi
-tserera
Zvinoreva
Kana ukanyirira munhu unenge wataura zvakaipa pamusoro pake kumunhu waanenge achipfimba, izvo zvinozokonzera kuti asadiwa.
1
Kana ukanyirira munhu unenge wataura zvakaipa pamusoro pake kumunhu waanenge achipfimba, izvo zvinozokonzera kuti asadiwa.
Ngatiregerei kudzvanyirira mwana azvisarudzira munhu wake.
Kubatira munhu kumudzvanyirira kana kumupa muripo wakaderera pane zvaanenge aita.
Kudzvinyirira kushusha, kunetsa kana kusabata mumwe munhu zvakanaka, uchimuomesera.
2
Pamutambo wokusika nyimo, kunyirira kuramba nenyimo inenge yademwa, usingadi kupa anenge aidema.
Zvakafanana
-tserera
Mamwe mazwi ane N
NDuramazwi
01 / 03nyisa
Kana munhu akanyisa mumwe anenge amukurira pakurwa.
VerengaSwipe for the next word