KwaunobvaDuramazwiSsvedzemuka

Duramazwi

svedzemuka

-tsvedzemuka
1

Kutsvedzemuka kuwa kwemunhu kana chimwe chinhu chinenge chatsika pane zvinotsvedza.

Kuti tsvetsverere kuwa nokutsvedzemuka kunoita munhu atsika panotsvedza.

Kutsvudumuka kubva ganda repamusoro, mushure mokutsvedzemuka kana kukwesherwa zvakasimba.

Zvine chekuita

-tsvedzemuka

Mamwe mazwi ane S

S

Duramazwi

01 / 03

svee

Kuti svee kumwa chinwiwa zvishomanana.

Verenga

Swipe for the next word