Kwaunobva/Duramazwi/S/sunata
Duramazwi
Kuti sunata kunwa uchiita zvokusveta.
-natira
sunatira
Kana uchisunatira unenge uchinwa mvura wakavata pasi nedumbu.
sunda
push
sundaidza
Kusundaidza kusundira chinhu mberi, zvine hasha mukati.
Swipe for the next word